Genesis 22:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shure kwaiɀoɀo Abrahama wakaʋudzwa, ɀicinzi: Tarira, Mirka wakaɓerekera ʋo munuŋuna wako Nahori ʋanakomana aʋa:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo, Abhurahama akanzwa kuti, “Mirika ava maiwo; akaberekera munun'una wako Nahori vanakomana vanoti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Shure kwaizvozvo Abhurahamu akazoudzwa kuti, “Mirika akaberekera munun'una wake Nahori vana vakomana.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shure kwaizvozvo Abhurahamu wakaudzwa, zvichinzi, “Tarira, Mirika wakaberekerawo mun'una wako Nahori vanakomana ava:
Shona 2009?
Zvino shure kwaizvozvo Abhura­hamu wakaudzwa, zvichinzi, "Tarira, Mirika wakaberekerawo munun'una wako Nahori vanakomana ava:
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shure kwaizvozvo Abhurahamu wakaudzwa, zvichinzi, “Tarira, Mirika wakaberekerawo munun'una wako Nahori vanakomana ava: