Genesis 22:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Betueri akaɓereka Rebeka; aʋa ʋasere ndiʋo ʋakaɓerekerwa Nahori, munuŋuna waAbrahama, naMirka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Bhetueri akabereka Rabheka. Mirika akaberekera Nahori munun'una waAbhurahama vanakomana vasere ava.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Bhetueri ndiye akazobereka Ribheka. Aya ndiwo majaya masere akaberekwa naMirika mudzimai waNahori munun'una waAbhurahamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Bhetueri akabereka Rabheka; ava vasere ndivo vakaberekerwa Nahori, mun'una waAbhurahamu, naMirika.”
Shona 2009?
Bhetueri akabereka Rabheka, ava va­sere ndivo vakaberekerwa Nahori, munu­n'una waAbhurahamu, naMirika."
Shona SUB 2002 Bible
Bhetueri akabereka Rabheka; ava vasere ndivo vakaberekerwa Nahori, munun'una waAbhurahamu, naMirika.”

Recommended Reading