Genesis 22:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nomuroŋgo wake wainzi Ruma, wakaɓereka ʋo Teba, naGahami, naTahashi, naMaaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murongo wake ainzi Reuma, naiyewo akava navanakomana vaiti: Tebha, Gahamu, Tahashi naMaaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nahori akaberekawo vamwe vana nomurongo wake ainzi Reuma. Murongo iyeyo akabereka Tebha naGahamu naTahashi naMaaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nomurongo wake wainzi Ruma, wakaberekawo Tebha, naGahami, naTahashi, naMaaka.
Shona 2009?
No­murongo wake wainzi Ruma, wakaberekawo Tebha, naGahami, naTa­hashi, naMaaka.
Shona SUB 2002 Bible
Nomurongo wake wainzi Ruma, wakaberekawo Tebha, naGahami, naTahashi, naMaaka.