Genesis 22:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama akati: Mŋari ucapa amene gwaiana reciɓayiro cinopiswa, mŋana waŋgu; saiɀoɀo ʋakafamba ʋari ʋaʋiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurahama akapindura akati, “Mwari pachake ndiye achapa gwayana rechipiriso chinopiswa, mwanakomana wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akati, “Mwanangu, Mwari pachake ndiye achaona kuti tawana hwayana yechibayiro chemupiro wokupisa.” Saka vose vari vaviri vakaenda zvavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu akati, “Mwari uchatipa gwayana rechibayiro chinopiswa, mwana wangu;” saizvozvo vakafamba vari vaviri.
Shona 2009?
Abhurahamu akati, "Mwari ucha­tipa gwayana rechibayiro chinopiswa, mwana wangu;" saizvozvo vakafamba vari vaviri.
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu akati, “Mwari uchatipa gwayana rechibayiro chinopiswa, mwana wangu;” saizvozvo vakafamba vari vaviri.