Genesis 23:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Sara wakagara makore anezana namakumi maʋiri namanomŋe; ndiwo makore oʋupenyu bgaSara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sara akararama akasvika makore zana namakumi maviri namanomwe okuberekwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sara akagara zana namakumi maviri amakore ana makore manomwe. Iwaya ndiwo makore ose oupenyu hwaSara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Sara wakagara makore ane zana namakumi maviri namanomwe; ndiwo makore oupenyu hwaSara.
Shona 2009?
Zvino Sara wakagara makore ane zana namakumi maviri namanomwe; ndiwo makore oupenyu hwaSara.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Sara wakagara makore ane zana namakumi maviri namanomwe; ndiwo makore oupenyu hwaSara.