Genesis 23:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Efroni ɀino wakaŋga agere pakati paʋana ʋaHeti; Efroni, muHeti, akapindura Abrahama, ʋana ʋaHeti ʋaciɀinzwa, iʋo ʋose ʋaipinda pasuʋo reguta rake, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Efuroni muHiti akanga agere pakati pavanhu vake uye akapindura Abhurahama, vaHiti vose vakanga vauya pasuo reguta vachizvinzwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Efuroni akanga agerepo mukati mevaHiti. Saka Efuroni, muHiti, akapindura Abhurahamu, vaHiti vose vakanga vauya kusuo guru vachizvinzwa. Akati,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Efuroni zvino wakanga agere pakati pavana vaHeti; Efuroni, muHeti, akapindura Abhurahamu, vana vaHeti, vachizvinzwa, ivo vose vaipinda pasuo reguta rake, akati,
Shona 2009?
Efuroni zvino wakanga agere pa­kati pavana vaHeti; Efuroni, muHeti, akapindura Abhurahamu, vana vaHeti, vachizvinzwa, ivo vose vaipinda pasuo reguta rake, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Efuroni zvino wakanga agere pakati pavana VaHeti; Efuroni, muHeti, akapindura Abhurahamu, vana VaHeti, vachizvinzwa, ivo vose vaipinda pasuwo reguta rake, akati,