Genesis 23:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akataura naEfroni, ʋanhu ʋenyika iyo ʋaciɀinzwa, aciti: Kana uciɗa, cinditerera hako, ndicakupa muteŋgo womunda, uugamucire kwandiri, kuti ndiʋige wakafa waŋgu’po.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye akati kuna Efuroni vachizvinzwa, “Nditeerere, kana uchida. Ndicharipa mutengo womunda. Ugamuchire hako kubva kwandiri kuti ndigoviga vakafa vangu imomo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akataura kuna Efuroni dare rose ravanhu venyika iyoyo richizvinzwa achiti, “Ndichakupai mari yokutenga munda iwoyo, igamuchirei kuti ndivige vafi vangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akataura naEfuroni, vanhu venyika iyo vachizvinzwa, achiti, “Kana uchida, chinditeerera hako, ndichakupa mutengo womunda, uugamuchire kwandiri, kuti ndivige wakafa wangupo.”
Shona 2009?
akataura naEfuroni, vanhu venyika iyo vachizvinzwa, achiti, "Kana uchida, chinditeerera hako, ndi­chakupa mutengo womunda, uugamu­chire kwandiri, kuti ndivige wakafa wa­ngupo."
Shona SUB 2002 Bible
akataura naEfuroni, vanhu venyika iyo vachizvinzwa, achiti, “Kana uchida, chinditeerera hako, ndichakupa mutengo womunda, uugamuchire kwandiri, kuti ndivige wakafa wangupo.”