Genesis 23:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo munda waEfroni, wakaŋga uri paMakpera pakatarisana neMamre, munda neɓako rakaŋga riri’mo, nemiti yose yakaŋga iri mumunda neyakaŋga iri panyika yose yakapoteredza,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka munda waEfuroni muMakapera pedyo neMamure, zvose munda nebako zvaive mauri, nemiti yose yaiva pakati pomuganhu womunda, zvakapiwa
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndokusaka nzvimbo yaEfuroni yokuMakipera iri kumabvazuva kweMamure yakanzi yava yaAbhurahamu. Nzvimbo iyoyo yaisanganisira munda wacho, kwouya bako raivemo, nemiti yose yaivemo kusvikira kumucheto wawo kuitenderedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo munda waEfuroni, wakanga uri paMakapera pakatarisana neMamure, munda nebako rakanga ririmo, nemiti yose yakanga iri mumunda neyakanga iri panyika yose yakapoteredza,
Shona 2009?
Naizvo munda waEfuroni, wakanga uri paMakapera pakatarisana neMamure, munda nebako rakanga ririmo, nemiti yose yakanga iri mumunda neyakanga iri panyika yose yakapoteredza,
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo munda waEfuroni, wakanga uri paMakapera pakatarisana neMamure, munda nebako rakanga ririmo, nemiti yose yakanga iri mumunda neyakanga iri panyika yose yakapoteredza,