Genesis 23:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo Abrahama akaʋiga Sara, mukadzi wake, muɓako romunda weMakpera, pakatarisana neMamre (rimŋe zita ndiHebroni), panyika yeKanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo Abhurahama akaviga mukadzi wake Sara mubako mumunda weMakapera pedyo neMamure (iro Hebhuroni) munyika yeKenani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akaviga Sara mudzimai wake mubako riri kuMakipera, pakatarisana neMamure kuHebhuroni munyika yeKanani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo Abhurahamu akaviga Sara, mukadzi wake, mubako romunda weMakapera, pakatarisana neMamure (rimwe zita ndiHebhuroni), panyika yeKenani.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo Abhurahamu akaviga Sara, mukadzi wake, mubako romunda weMakapera, pakatarisana neMamure (rimwe zita ndiHebhuroni), pa­nyika yeKenani.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo Abhurahamu akaviga Sara, mukadzi wake, mubako romunda weMakapera, pakatarisana neMamure (rimwe zita ndiHebhuroni), panyika yeKenani.