Genesis 23:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Sara akafa paKiriyati‐arba (rimŋe zita ndiHebroni) panyika yeKanani; Abrahama akaʋuya kuzocema Sara nokumuririra.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akafira paKiriati Abha (ndiro Hebhuroni) munyika yeKenani, uye Abhurahama akandochema Sara uye akaungudza pamusoro pake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sara akafira kuKiriatiaribha kana kuti Hebhuroni, munyika yeKanani. Abhurahamu akambotora nguva yokuyeuka rufu rwaSara achimuchema.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Sara akafa paKiriyatiabha (rimwe zita ndiHebhuroni) panyika yeKenani; Abhurahamu akauya kuzochema Sara nokumuririra.
Shona 2009?
Sara akafa paKiriyatiabha (rimwe zita ndiHebhuroni) panyika yeKenani; Abhurahamu akauya kuzochema Sara nokumuririra.
Shona SUB 2002 Bible
Sara akafa paKiriyatiabha (rimwe zita ndiHebhuroni) panyika yeKenani; Abhurahamu akauya kuzochema Sara nokumuririra.