Genesis 23:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino munda neɓako rakaŋga riri’mo ɀakasimbisiwa kunaAbrahama naʋana ʋaHeti, kuti ɀiʋe ɀake, ikaʋa nɀimbo yake yokuʋiga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka munda nebako zvaiva mauri zvakapiwa kuna Abhurahama navaHiti senzvimbo yamakuva.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka vaHiti vakapa Abhurahamu nzvimbo iyoyo nebako ririmo zvikabva zvava nzvimbo yake yokuviga vanhu vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino munda nebako rakanga ririmo zvakasimbisiwa kuna Abhurahamu navana vaHeti, kuti zvive zvake, ikava nzvimbo yake yokuviga.
Shona 2009?
Zvino munda nebako rakanga ririmo zvakasimbisiwa kuna Abhurahamu navana vaHeti, kuti zvive zvake, ikava nzvimbo yake yokuviga.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino munda nebako rakanga ririmo zvakasimbisiwa kuna Abhurahamu navana VaHeti, kuti zvive zvake, ikava nzvimbo yake yokuviga.