Genesis 23:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Abrahama akasimuka panowakafa wake, akataurirana naʋana ʋaHeti, akati:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Abhurahama akasimuka kubva parutivi pomukadzi wake akanga afa akandotaura navaHiti, akati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akasiya chitunha chiri mumba akandotaurirana navaHiti vachiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Abhurahamu akasimuka panowakafa wake, akataurirana navana vaHeti, akati,
Shona 2009?
Zvino Abhurahamu akasimuka pa­nowakafa wake, akataurirana navana vaHeti, akati,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Abhurahamu akasimuka panowakafa wake, akataurirana navana VaHeti, akati,