Genesis 23:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋana ʋaHeti ʋakapindura Abrahama, ʋakati kwaari:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaHiti vakapindura Abhurahama vakati,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaHiti vakapindura Abhurahamu vachiti, “Teererai munzwe, changamire, imi muri muchinda waMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vana vaHeti vakapindura Abhurahamu, vakati kwaari,
Shona 2009?
Vana vaHeti vakapindura Abhurahamu, vakati kwaari,
Shona SUB 2002 Bible
Vana VaHeti vakapindura Abhurahamu, vakati kwaari,