Genesis 23:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Abrahama wakasimuka akakotamira pasi pamberi paʋanhu ʋenyika iyo, iʋo ʋana ʋaHeti,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Abhurahama akasimuka uye akakotamira pasi pamberi pavanhu venyika, ivo vaHiti.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akasimuka ndokukotamira pasi achiremekedza vaHiti, varidzi venyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Abhurahamu wakasimuka akakotamira pasi pamberi pavanhu venyika iyo, ivo vana vaHeti,
Shona 2009?
Ipapo Abhurahamu wakasimuka akakotamira pasi pamberi pavanhu venyika iyo, ivo vana vaHeti,
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Abhurahamu wakasimuka akakotamira pasi pamberi pavanhu venyika iyo, ivo vana VaHeti,