Genesis 23:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akataurirana naʋo, akati: Kana mucitenda kuti ndiʋige wakafa waŋgu, ndirege kumuʋona, cindinzwai, mundikumbirire kunaEfroni, mŋanakomana waZohari,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kwavari, “Kana muchida kuti ndivige akafa wangu, zvino chindinzwai uye mundikumbirire kuna Efuroni mwanakomana waZohari pachinzvimbo changu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akati kwavari, “Kana mabvuma kuti ndivige vakafa vangu, chimbondinzwaiwo, zvino chindisvitsiraiwo chichemo changu kuna Efuroni mwanakomana waZohari,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akataurirana navo, akati, “Kana muchitenda kuti ndivige wakafa wangu, ndirege kumuona, chindinzwai, mundikumbirire kuna Efuroni, mwanakomana waZohari,
Shona 2009?
akataurirana navo, akati, "Kana muchitenda kuti ndi­vige wakafa wangu, ndirege kumuona, chindinzwai, mundikumbirire kuna Efu­roni, mwanakomana waZohari,
Shona SUB 2002 Bible
akataurirana navo, akati, “Kana muchitenda kuti ndivige wakafa wangu, ndirege kumuona, chindinzwai, mundikumbirire kuna Efuroni, mwanakomana waZohari,