Genesis 23:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti andipe ɓako reMakpera, raanaro, riri pamugumo womunda wake; andipe iro, ndiripe muteŋgo wose, iʋe nɀimbo yaŋgu yokuʋiga pakati penyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti anditengesere bako raMakapera, raanaro uye riri kumucheto womunda wake. Mukumbirei kuti anditengesere nomutengo uzere ive nzvimbo yangu yokuviga vakafa pakati penyu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kuti andipe bako rake repaMakipera riri pamucheto womunda wake. Ngaanditengesere nomutengo waro wakakwana imi muchizviona. Ive nzvimbo yangu pachangu yokuviga vanhu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti andipe bako reMakapera, raanaro, riri pamagumo emunda wake, andipe iroro, ndiripe mutengo wose, ive nzvimbo yangu yokuviga pakati penyu.”
Shona 2009?
kuti andipe bako reMakapera, raanaro, riri pamagumo emunda wake, andipe iroro, ndiripe mutengo wose, ive nzvimbo yangu yokuviga pakati penyu."
Shona SUB 2002 Bible
kuti andipe bako reMakapera, raanaro, riri pamagumo emunda wake, andipe iroro, ndiripe mutengo wose, ive nzvimbo yangu yokuviga pakati penyu.”