Genesis 24:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama ɀino wakaŋga akwegura, aʋa mutana kwaɀo; Jehova wakaŋga aropafadza Abrahama paɀinhu ɀose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Abhurahama akanga akwegura uye ava namakore mazhinji, uye Jehovha akanga amuropafadza pazvinhu zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino Abhurahamu akanga achembera mazuva aendedzana Tenzi akanga amukomborera pazvinhu zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu zvino wakanga akwegura, ava mutana kwazvo; Jehovha wakanga aropafadza Abhurahamu pazvinhu zvose.
Shona 2009?
Abhurahamu zvino wakanga akwegura, ava mutana kwazvo; Jehovha wakanga aropafadza Abhura­hamu pazvinhu zvose.
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu zvino wakanga akwegura, ava mutana kwazvo; Jehovha akanga aropafadza Abhurahamu pazvinhu zvose.