Genesis 24:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muranda akatora makamera anegumi pamakamera atenzi wake, akaenda, anenhumbi dzose dzakanaka dzatenzi wake; akasimuka, akaenda Mesopotamia kuguta raNahori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo muranda akatora ngamera dzatenzi wake gumi akaenda, akatora mhando dzezvinhu zvose zvakanaka kubva kuna tenzi wake. Akasimuka akaenda kuAramu Naharaimu uye akananga kuguta reNahori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muranda uyu akatora gumi, pangamera dzavatenzi vake, nezvipo zvakasiyana-siyana zvakanakisisa zvaibva kuna vatenzi vake, akasimuka, oenda kuMesopotamia kuguta raNahori.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muranda akatora makamera ane gumi pamakamera atenzi wake, akaenda, aine nhumbi dzose dzakanaka dzatenzi wake; akasimuka, akaenda Mesopotamia kuguta raNahori.
Shona 2009?
Muranda akatora makamera ane gumi pamakamera atenzi wake, akaenda, aine nhumbi dzose dzakanaka dzatenzi wake; akasimuka, akaenda Mesopotamia kuguta raNahori.
Shona SUB 2002 Bible
Muranda akatora makamera ane gumi pamakamera atenzi wake, akaenda, aine nhumbi dzose dzakanaka dzatenzi wake; akasimuka, akaenda Mesopotamia kuguta raNahori.