Genesis 24:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akafugamisa makamera kunze kweguta patsime remvura neŋguʋa yamaɗekwana, iri ŋguʋa yaiɓuɗa ʋakadzi kundocera mvura;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akaita kuti ngamera dzipfugame pasi pedyo netsime raiva kunze kweguta; kwakanga kwava kudoka, nguva yaibuda vakadzi kundochera mvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akaita kuti ngamera dzake dzirare patsime raiva kunze kweguta, manheru, nguva inouya vakadzi kuzochera mvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akapfugamisa makamera kunze kweguta patsime remvura nenguva yamadekwana, iri nguva yaibuda vakadzi kundochera mvura;
Shona 2009?
Akapfugamisa makamera kunze kweguta patsime remvura nenguva yamadekwana, iri nguva yaibuda vakadzi kundochera mvura;
Shona SUB 2002 Bible
Akapfugamisa makamera kunze kweguta patsime remvura nenguva yamadekwana, iri nguva yaibuda vakadzi kundochera mvura;