Genesis 24:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Jehova, Mŋari watenzi waŋgu Abrahama, ndifambisei henyu ɀakanaka nhasi; muitire tenzi waŋgu Abrahama ŋgoni.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akanyengetera akati, “Haiwa Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahama, itai kuti ndibudirire nhasi, muitire tenzi wangu Abhurahama zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akanamata achiti, “Tenzi, Mwari waAbhurahamu, vatenzi vangu, nzwirai tsitsi vatenzi vangu Abhurahamu, mundibatsire ndiwane zvandafambira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahamu, ndifambisei henyu zvakanaka nhasi; muitire tenzi wangu Abhurahamu ngoni.
Shona 2009?
akati, "Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhu­rahamu, ndifambisei henyu zvakanaka nhasi; muitire tenzi wangu Abhurahamu ngoni.
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahamu, ndifambisei henyu zvakanaka nhasi; muitire tenzi wangu Abhurahamu ngoni.