Genesis 24:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Inwai henyu, ishe waŋgu; akakurumidza kutura ciroŋgo cake paruʋoko rwake, akamunwisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye akati, “Inwai henyu, ishe wangu,” akakurumidza kutura chirongo mumaoko ake uye akamupa kuti anwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musikana akati, “Inwai zvenyu tenzi wangu.” Akakurumidza kutura chirongo chake pasi ndokumubatira achinwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Inwai henyu, ishe wangu;” akakurumidza kutura chirongo chake paruoko rwake, akamunwisa.
Shona 2009?
Iye akati, "Imwai henyu, ishe wangu;" akakurumidza kutura chirongo chake paruoko rwake, akamumwisa.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Inwai henyu, ishe wangu;” akakurumidza kutura chirongo chake paruoko rwake, akamunwisa.