Genesis 24:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama akataura nomuranda wake, waiʋa mukuru weimba yake, waiceŋgeta ɀose ɀaakaŋga anaɀo, aciti: Cimboisa canza cako pasi pecidɀa caŋgu,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati kumuranda wake mukuru womumba make, iye akanga ari mutariri wezvose zvaakanga anazvo, “Isa ruoko rwako pasi pechidya changu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akataurira muranda wake mukuru pazera pana vose mumusha make aiva mutariri mukuru wokutarisa zvose zvemhuri yake, vachiti, “Isa ruoko rwako pasi pechidya changu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu akataura nomuranda wake, waiva mukuru weimba yake, waichengeta zvose zvaakanga anazvo, achiti, “Chimboisa chanza chako pasi pechidya changu,
Shona 2009?
Abhurahamu akataura nomuranda wake, waiva mukuru weimba yake, waichengeta zvose zvaaka­nga anazvo, achiti, "Chimboisa chanza chako pasi pechidya changu,
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu akataura nomuranda wake, waiva mukuru weimba yake, waichengeta zvose zvaakanga anazvo, achiti, “Chimboisa chanza chako pasi pechidya changu,