Genesis 24:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murume akamutarisisa, anyerere, kuti aziʋe kana Jehova amufambisa ɀakanaka parwendo rwake, kana kwete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asina chaakataura, murume uyu akamutarisisa kuti azive kuti Jehovha akanga aita kuti rwendo rwake rubudirire here kana kuti kwete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume akatarisisa anyerere achida kuziva kuti chokwadi Tenzi anditungamirira kuwana zvandafambira here, kana kuti kwete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murume akamutarisisa, anyerere, kuti azive kana Jehovha amufambisa zvakanaka parwendo rwake, kana kwete.
Shona 2009?
Murume akamutarisisa, anye­rere, kuti azive kana Jehovha amufambisa zvakanaka parwendo rwake, kana kwete.
Shona SUB 2002 Bible
Murume akamutarisisa, anyerere, kuti azive kana Jehovha amufambisa zvakanaka parwendo rwake, kana kwete.