Genesis 24:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makamera akati apedza kunwa, murume akatora cindori cendarama cakaita hafu yeshekeri rimŋe rendarama pakurema kwaco, neɀishoŋgo ɀiʋiri ɀamaʋoko ɀakaita mashekeri anegumi pakurema kwaɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ngamera dzakati dzapedza kunwa, murume uya akatora mhete yegoridhe yapamhino yairema hafu yeshekeria nezvishongo zviviri zvamaoko zvairema mashekeri gumib.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuzoti ngamera dzake dzanwa dzaguta muranda uyu akatora mhete yendarama yairema sechidimbu chapakati napakati cheshekeri, ndokushongedza Ribheka. Akamupawo makoza maviri endarama airema mashekeri gumi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makamera akati apedza kunwa murume akatora chindori chendarama chakaita hafu yeshekeri rimwe rendarama pakurema kwacho, nezvishongo zviviri zvamaoko zvakaita mashekeri ane gumi pakurema kwazvo;
Shona 2009?
Makamera akati apedza kumwa murume akatora chindori chendarama chakaita hafu yeshekeri rimwe rendarama pakurema kwacho, nezvishongo zviviri zvamaoko zvakaita mashekeri ane gumi pakurema kwazvo;
Shona SUB 2002 Bible
Makamera akati apedza kunwa murume akatora chindori chendarama chakaita hafu yeshekeri rimwe rendarama pakurema kwacho, nezvishongo zviviri zvamaoko zvakaita mashekeri ane gumi pakurema kwazvo;