Genesis 24:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akati: Uri mukunda waaniko — Ndiʋudze hako. Kumba kwaɓaɓa ʋako kunopokuʋata here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo akamubvunza akati, “Uri mwanasikana waaniko? Ndapota, dondiudzawo, kumba kwababa vako kungaita nzvimbo yedu yokuvata here?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muranda akati, “Uri mwana waaniko? Ko tingawanawo here pokurara kumba kwababa venyu?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akati, “Uri mukunda waaniko? Ndiudze hako. Kumba kwababa vako kune pokuvata here?”
Shona 2009?
akati, "Uri mukunda waaniko? Ndiudze hako. Kumba kwababa vako kune pokuvata here?"
Shona SUB 2002 Bible
akati, “Uri mukunda waaniko? Ndiudze hako. Kumba kwababa vako kune pokuvata here?”