Genesis 24:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati kwaari ʋo: Tinabgo ʋuswa bgakawoma neɀokudya ɀizhinji, nopokuʋata ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye akatizve, “Tine uswa hwakawanda namashanga, uyewo nenzvimbo yenyu yokuvata.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akatiwo, “Tine zvose zvakawanda, mashanga nezvokudya zvezvipfuwo uye pokurara paripo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati kwaariwo, “Tinahwo uswa hwakaoma nezvokudya zvizhinji, nopokuvatawo.”
Shona 2009?
Akati kwaariwo, "Tinahwo uswa hwakaoma nezvokudya zvizhinji, nopokuvatawo."
Shona SUB 2002 Bible
Akati kwaariwo, “Tinahwo uswa hwakaoma nezvokudya zvizhinji, nopokuvatawo.”