Genesis 24:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo musikana wakamhanya, akandoʋudza ʋeimba yamai ʋake mashoko iwaya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Musikana akamhanya akandoudza veimba yamai vake pamusoro pezvinhu zvose izvi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musikana uyu akabva amhanyira kumba kwamai vake, ndokundovaudza zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo musikana wakamhanya, akandoudza veimba yamai vake mashoko iwaya.
Shona 2009?
Ipapo musikana wa­kamhanya, akandoudza veimba yamai vake mashoko iwaya.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo musikana wakamhanya, akandoudza veimba yamai vake mashoko iwaya.