Genesis 24:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ndikupikise naJehova, Mŋari wokuɗeŋga, naMŋari wenyika, kuti hauŋgatoreri mŋanakomana waŋgu mukadzi kuʋanasikana ʋeKanani, ʋandinogara pakati paʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinoda kuti upike naJehovha, Mwari wokudenga uye Mwari wenyika, kuti haungatoreri mwanakomana wangu mukadzi kubva kuvanasikana vavaKenani, avo vandigere pakati pavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ugopika naTenzi, Mwari wedenga napasi, kuti hauzotorera mwanakomana wangu mukadzi pavasikana veKanani vandigere navo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
ndikupikise naJehovha, Mwari wokudenga, naMwari wenyika, kuti haungatoreri mwanakomana wangu mukadzi kuvanasikana veKenani, vandinogara pakati pavo;
Shona 2009?
ndikupi­kise naJehovha, Mwari wokudenga, naMwari wenyika, kuti haungatoreri mwa­nakomana wangu mukadzi kuvanasikana veKenani, vandinogara pakati pavo;
Shona SUB 2002 Bible
ndikupikise naJehovha, Mwari wokudenga, naMwari wenyika, kuti haungatoreri mwanakomana wangu mukadzi kuvanasikana veKenani, vandinogara pakati pavo;