Genesis 24:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Akati: Pinda, iwe, wakaropafadzwa naJehova; unomirireiko kunze — Nokuti ndagadzira imba nenɀimbo yamakamera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati, “Uya iwe wakaropafadzwa naJehovha. Wakamirireiko pano? Ndatogadzira imba nenzvimbo yengamera.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rabhani akati, “Titambireika vanyakukomborerwa naTenzi! Ko manga muchadarirei kumirira kunze kunze kuno uku. Izvozvi tatokugadzirirai imba nepokutenhera ngamera.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati, “Pinda, iwe, wakaropafadzwa naJehovha; unomirireiko kunze? Nokuti ndagadzira imba nenzvimbo yamakamera.”
Shona 2009?
Akati, "Pinda, iwe, wakaropafadzwa naJehovha; unomirireiko kunze? Nokuti ndagadzira imba nenzvimbo yamakamera. "
Shona SUB 2002 Bible
Akati, “Pinda, iwe, wakaropafadzwa naJehovha; unomirireiko kunze? Nokuti ndagadzira imba nenzvimbo yamakamera.”