Genesis 24:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Murume akapinda mumba; akasunuŋgura makamera, akapa makamera ʋuswa bgakawoma neɀokudya; nemvura kuti ashambidze tsoka dzake netsoka dzaʋarume ʋaakaŋga anaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka murume uya akaenda kumba, uye ngamera dzakaturwa. Uswa namashanga zvakavigirwa ngamera, uye iye navanhu vake vakavigirwa mvura kuti vashambe tsoka dzavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka murume uyu akandopinda mumba. Rabhani akasunungura ngamera dziya, akamupa mashanga nezvokudya zvengamera. Akapawo murume uyu navaaiva navo mvura yokushamba tsoka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Murume akapinda mumba; akasunungura makamera akapa makamera uswa hwakaoma nezvokudya; nemvura kuti ashambidze tsoka dzake netsoka dzavarume vaakanga anavo.
Shona 2009?
Murume akapinda mumba; akasunungura makamera akapa makamera uswa hwakaoma nezvoku­dya; nemvura kuti ashambidze tsoka dzake netsoka dzavarume vaakanga anavo.
Shona SUB 2002 Bible
Murume akapinda mumba; akasunungura makamera akapa makamera uswa hwakaoma nezvokudya; nemvura kuti ashambidze tsoka dzake netsoka dzavarume vaakanga anavo.

Recommended Reading