Genesis 24:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ɀokudya ɀakaiswa pamberi pake kuti adye; asi iye wakati: Handiŋgadyi ndisati ndambotaura mashoko aŋgu. Akati: Taura hako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvokudya zvakaiswa pamberi pake, asi iye akati, “Handingatongodyi kusvikira ndakuudzai zvandinoda kureva.” Rabhani akati, “Tiudze hako zvino.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamuperekera zvokudya, asi iye akati, “Handingadyi ndisati ndataura mashoko angu.” Rabhani akati, “Tipire zvako tinzwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo zvokudya zvakaiswa pamberi pake kuti adye; asi iye akati, “Handingadyi ndisati ndambotaura mashoko angu.” Akati, “Taura hako.”
Shona 2009?
Ipapo zvokudya zvakaiswa pamberi pake kuti adye; asi iye akati, "Handingadyi ndisati ndambotaura mashoko angu." Akati, "Taura hako."
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo zvokudya zvakaiswa pamberi pake kuti adye; asi iye akati, “Handingadyi ndisati ndambotaura mashoko angu.” Akati, “Taura hako.”