Genesis 24:34 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akati: Ndiri muranda waAbrahama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka iye akati, “Ndiri muranda waAbhurahama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye akati, “Ndiri muranda waAbhurahamu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akati, “Ndiri muranda waAbhurahamu.
Shona 2009?
Iye akati, "Ndiri muranda waAbhurahamu.
Shona SUB 2002 Bible
Iye akati, “Ndiri muranda waAbhurahamu.