Genesis 24:36 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaSara, mukadzi watenzi waŋgu, wakaɓerekera tenzi waŋgu mŋanakomana pakukwegura kwake; ndiye waakapa ɀose ɀaanaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Sara mukadzi watenzi wangu akamuberekera mwanakomana panguva yokukwegura kwake, uye akamupa zvinhu zvose zvaanazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Sara, mudzimai wavatenzi vangu, kunyange akanga achembera zvake, akaberekera vatenzi vangu mwana mukomana. Ivo vatenzi wangu vakapa mwana wavo iyeyo zvinhu zvose zvavanazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaSara, mukadzi watenzi wangu, wakaberekera tenzi wangu mwanakomana pakukwegura kwake; ndiye waakapa zvose zvaanazvo.
Shona 2009?
NaSara, mukadzi watenzi wangu, wakaberekera tenzi wangu mwanakomana pakukwegura kwake; ndiye waakapa zvose zvaanazvo.
Shona SUB 2002 Bible
NaSara, mukadzi watenzi wangu, wakaberekera tenzi wangu mwanakomana pakukwegura kwake; ndiye waakapa zvose zvaanazvo.