Genesis 24:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tenzi waŋgu akandipikisa, akati: Usatorera mŋanakomana waŋgu mukadzi kuʋanasikana ʋeKanani, pandigere munyika yaʋo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye tenzi wangu akaita kuti ndipike mhiko, uye akati, ‘Haufaniri kutorera mwanakomana wangu mukadzi kubva kuvanasikana vavaKenani, munyika yandigere,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino vatenzi vangu vakandiitisa mhiko vachiti, ‘Usatsvakire mwana wangu mukadzi mukati mevanasikana verudzi rwevaKanani vane nyika yandigere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tenzi wangu akandipikisa, akati, ‘Usatorera mwanakomana wangu mukadzi kuvanasikana veKenani, pandigere munyika yavo;
Shona 2009?
Tenzi wangu akandipikisa, akati, `Usatorera mwanakomana wangu mukadzi kuvanasikana veKenani, pandigere munyika yavo;
Shona SUB 2002 Bible
Tenzi wangu akandipikisa, akati, ‘Usatorera mwanakomana wangu mukadzi kuvanasikana veKenani, pandigere munyika yavo;