Genesis 24:39 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikati kunatenzi waŋgu: Ɀimŋe mukadzi haaŋgatendi kunditeʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ipapo ndakabvunza tenzi wangu ndikati, ‘Ko, kana mukadzi akasauya neni?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakati kuna vatenzi vangu. ‘Zvimwe mukadzi wacho acharamba kuuya neni.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikati kuna tenzi wangu, ‘Zvimwe mukadzi haangatendi kunditevera.’
Shona 2009?
Ndikati kuna tenzi wangu, `Zvi­mwe mukadzi haangatendi kunditevera.'
Shona SUB 2002 Bible
Ndikati kuna tenzi wangu, ‘Zvimwe mukadzi haangatendi kunditevera.’