Genesis 24:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ucasunuŋgurwa pakupika kwako kwandiri kana waȿika kuhama dzaŋgu; kana ʋakaramba kukupa iye, ucasunuŋgurwa pakupika kwako kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino, kana wasvika kuimba yokwangu, iwe uchasunungurwa pamhiko kunyange vakaramba kumupa kwauri, uchasunungurwa pamhiko yangu.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana wasvika kuhama dzangu, vakaramba kukupa mukadzi iyeyo, uchasunungurwa zvako pamhiko yangu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
uchasunungurwa pakupika kwako kwandiri kana wasvika kuhama dzangu; kana vakaramba kukupa iye, uchasunungurwa pakupika kwako kwandiri.’
Shona 2009?
uchasunungurwa pakupika kwako kwandiri kana wasvika kuhama dzangu; kana vakaramba kukupa iye, uchasunungurwa pakupika kwako kwandiri.'
Shona SUB 2002 Bible
uchasunungurwa pakupika kwako kwandiri kana wasvika kuhama dzangu; kana vakaramba kukupa iye, uchasunungurwa pakupika kwako kwandiri.’