Genesis 24:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakaȿika nhasi kutsime, ndikati: Jehova, Mŋari watenzi waŋgu Abrahama, kana muciɗa kundifambisa ɀakanaka parwendo rwaŋgu rwandinofamba,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Pandasvika patsime nhasi, ndati, ‘Haiwa Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahama, kana muchida, ndapota ndipeiwo kubudirira parwendo rwandafamba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Pandasvika patsime nhasi uno ndati, ‘Tenzi, Mwari wavatenzi vangu Abhurahamu, nditungamirireiwo ndigowana zvandafambira.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakasvika nhasi kutsime, ndikati, ‘Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahamu, kana muchida kundifambisa zvakanaka parwendo rwangu rwandinofamba,
Shona 2009?
Zvino ndakasvika nhasi ku­tsime, ndikati, `Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahamu, kana muchida ku­ndifambisa zvakanaka parwendo rwangu rwandinofamba,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakasvika nhasi kutsime, ndikati, ‘Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahamu, kana muchida kundifambisa zvakanaka parwendo rwangu rwandinofamba,