Genesis 24:43 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
tarirai, ndimire patsime remvura; ɀino ŋgaɀiitwe, kuti musikana unoɓuɗa kuzocera mvura, wandicati kwaari: Ƌondipa ʋo ɀimvura paciroŋgo cako, ndinwe,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Tarirai, ndimire parutivi petsime iri; kana musikana akabuda kuzochera mvura uye ndikati kwaari, “Ndapota rega ndinwe mvura shoma shoma kubva muchirongo chako,”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino zvandimire patsime pano, kana pakauya musikana kuzochera mvura ndikamuti, ‘Dondipawo mvura muchirongo chako ndinwe,’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
tarirai, ndimire patsime remvura; zvino ngazviitwe, kuti musikana anobuda kuzochera mvura,’ wandichati kwaari, ‘Dondipawo zvimvura pachirongo chako, ndinwe,’
Shona 2009?
tarirai, ndimire patsime remvura; zvino ngazviitwe, kuti musikana anobuda kuzochera mvura,' wandichati kwaari, `Dondipawo zvimvura pachirongo chako, ndimwe,'
Shona SUB 2002 Bible
tarirai, ndimire patsime remvura; zvino ngazviitwe, kuti musikana anobuda kuzochera mvura,’ wandichati kwaari, ‘Dondipawo zvimvura pachirongo chako, ndinwe,’