Genesis 24:44 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
iye akati kwandiri: Inwai henyu, imi, ʋuye ndicacerera makamera enyu ʋo, iye aʋe mukadzi wakatsaurirwa mŋanakomana watenzi waŋgu naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye kana iye akati kwandiri, “Inwai henyu, uye ndichachererawo ngamera dzenyu,” ngaave iye asarudzirwa mwanakomana watenzi wangu naJehovha.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana iye akati, ‘Inwai zvenyu, ndichatekerawo ngamera dzenyu mvura yokunwa,’ iyeyo ngaave mukadzi akasarudzirwa mwana wavatenzi vangu naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
iye akati kwandiri, ‘Inwai henyu, imi, uye ndichacherera makamera enyuwo,’ iye ave mukadzi wakatsaurirwa mwanakomana watenzi wangu naJehovha.
Shona 2009?
iye akati kwandiri, `Imwai henyu, imwi, uye ndichacherera makamera enyuwo,' iye ave mukadzi wakatsaurirwa mwanakomana watenzi wangu naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
iye akati kwandiri, ‘Inwai henyu, imi, uye ndichacherera makamera enyuwo,’ iye ave mukadzi wakatsaurirwa mwanakomana watenzi wangu naJehovha.