Genesis 24:48 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikakotamisa musoro waŋgu, ndikanamata Jehova, ndikaʋoŋga Jehova, Mŋari watenzi waŋgu Abrahama, iye wakandifambisa panzira yakarurama, kuti nditorere mŋanakomana watenzi waŋgu mukunda womunuŋuna watenzi waŋgu, kuti aʋe mukadzi wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye ndakotama pasi ndikanamata Jehovha. Ndarumbidza Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahama, uyo akanditungamirira munzira yakarurama kuti ndiwane muzukuru womunun'una watenzi wangu kuti ave mukadzi womwanakomana wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndapfugama ndikanamata Tenzi, ndikarumbidza Tenzi wavatenzi vangu Abhurahamu nokuti anditungamirira kuti ndinange kuhama yavatenzi vangu Abhurahamu kuti ndiwanire muroora wavatenzi vangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikakotamisa musoro wangu, ndikanamata Jehovha, ndikatenda Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahamu, iye wakandifambisa panzira yakarurama, kuti nditorere mwanakomana watenzi wangu mukunda womun'una watenzi wangu, kuti ave mukadzi wake.
Shona 2009?
Ndikakotamisa musoro wangu, ndikanamata Jehovha, ndikatenda Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahamu, iye wakandifambisa panzira yakarurama, kuti nditorere mwanakomana watenzi wangu mukunda womunun'una watenzi wangu, kuti ave mukadzi wake.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikakotamisa musoro wangu, ndikanamata Jehovha, ndikatenda Jehovha, Mwari watenzi wangu Abhurahamu, iye wakandifambisa panzira yakarurama, kuti nditorere mwanakomana watenzi wangu mukunda womunun'una watenzi wangu, kuti ave mukadzi wake.