Genesis 24:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana muciɗa kuitira tenzi waŋgu noʋunyoro nokutendeka, mundiʋudze; kana musiŋgaɗi, mundiʋudze, kuti ndiende kurudyi kana kuruɓoshwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kana muchaitira zvakanaka nokutendeka kuna tenzi wangu, ndiudzei; uye kana zvisizvo, ndiudzei, kuti ndigoziva kwokuenda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvino kana imi muchida kuva vanhu vakatendeka vanoita zviri pachokwadi kuna vatenzi vangu ndiudzei. Asi kana musingadi, ndiudzeiwo zvangu ndione zvokuita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana muchida kuitira tenzi wangu mwoyochena nokutendeka, mundiudze; kana musingadi, mundiudze, kuti ndiende kurudyi kana kuruboshwe.”
Shona 2009?
Zvino kana muchida kuitira tenzi wangu moyochena nokutendeka, mundiudze; kana musingadi, mundiudze, kuti ndiende kurudyi kana kuruboshwe."
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana muchida kuitira tenzi wangu mwoyochena nokutendeka, mundiudze; kana musingadi, mundiudze, kuti ndiende kurudyi kana kuruboshwe.”