Genesis 24:50 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo Rabani naBetueri ʋakapindura, ʋakati: Cinhu ici cinobva kunaMŋari: isu hatigoni kutaura kwauri ɀakaipa kana ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rabhani naBhetueri vakapindura vakati, “Izvi zvinobva kuna Jehovha; isu hatina chinhu chatingataura kwauri, chakaipa kana chakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo Rabhani naBhetueri vakapindura vachiti, “Zvinhu izvi zvabva kuna Tenzi. Isu hapana chatingataure.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Rabhani naBhetueri vakapindura vakati, “Chinhu ichi chinobva kuna Mwari. Isu hatigoni kutaura kwauri zvakaipa kana zvakanaka.
Shona 2009?
Ipapo Rabhani naBhetueri vakapi­ndura vakati, "Chinhu ichi chinobva kuna Mwari. Isu hatigoni kutaura kwauri zva­kaipa kana zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo Rabhani naBhetueri vakapindura vakati, “Chinhu ichi chinobva kuna Mwari. Isu hatigoni kutaura kwauri zvakaipa kana zvakanaka.