Genesis 24:52 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino muranda waAbrahama wakati anzwa mashoko aʋo, akakotamira pasi pamberi paJehova;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muranda waAbhurahama akati anzwa zvavakataura, akakotama pasi pamberi paJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muranda waAbhurahamu paakanzwa zvavakataura akapfugama pasi akanamata Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino muranda waAbhurahamu wakati anzwa mashoko avo, akakotamira pasi pamberi paJehovha;
Shona 2009?
Zvino muranda waAbhura­hamu wakati anzwa mashoko avo, aka­kotamira pasi pamberi paJehovha;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino muranda waAbhurahamu wakati anzwa mashoko avo, akakotamira pasi pamberi paJehovha;