Genesis 24:54 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakadya, ʋakanwa, iye naʋarume ʋaakaŋga anaʋo; ʋakagara’po ʋusiku bgose, ʋakamuka maŋgwanani; iye akati: Regai, ndiende kunatenzi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo iye navarume vakanga vanaye vakadya uye vakanwa, uye vakanwa usiku uho. Akati amuka mangwanani, akati, “Ndiregei hangu ndichienda kuna tenzi wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muranda uyu navarume vaakanga anavo vakadya, vakanwa, ndokurarapo usiku ihwohwo. Kuzoti vamuka mangwanani akati, “Chiregai ndichidzokera zvangu kuna vatenzi vangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadya, vakanwa, iye navarume vaakanga anavo; vakagarapo usiku hwose, vakamuka mangwanani; iye akati, “Regai, ndiende kuna tenzi wangu.”
Shona 2009?
Vakadya, vakamwa, iye navarume vaakanga anavo; vakagarapo usiku hwose, vakamuka mangwanani; iye akati, "Regai, ndiende kuna tenzi wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Vakadya, vakanwa, iye navarume vaakanga anavo; vakagarapo usiku hwose, vakamuka mangwanani; iye akati, “Regai, ndiende kuna tenzi wangu.”