Genesis 24:56 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iye wakati kwaʋari: Musandidzora henyu, Jehova ɀaakandifambisa ɀakanaka parwendo rwaŋgu; regai ndiende kunatenzi waŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi akati kwavari, “Musandirambidza, sezvo zvino Jehovha akandipa kubudirira parwendo rwangu. Ndiregei hangu ndiende kuna tenzi wangu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye akati, “Dai machirega zvenyu kundinonotsa, onai Tenzi andipa zvandafambira. Chiregai zvenyu ndidzokere kuna vatenzi vangu.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iye wakati kwavari, “Musandidzora henyu, Jehovha zvaakandifambisa zvakanaka parwendo rwangu; regai ndiende kuna tenzi wangu.”
Shona 2009?
Asi iye wakati kwavari, "Musandidzora henyu, Jehovha zvaakandifambisa zvakanaka parwendo rwangu; regai ndiende kuna tenzi wangu."
Shona SUB 2002 Bible
Asi iye wakati kwavari, “Musandidzora henyu, Jehovha zvaakandifambisa zvakanaka parwendo rwangu; regai ndiende kuna tenzi wangu.”