Genesis 24:57 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iʋo ʋakati: Ŋgatiɗane musikana, tinzwe muromo wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo vakati kwandiri, “Regai tidane musikana timubvunze nezvazvo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivo vakati, “Regai tidaidze mhandara yacho tinzwe.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ivo vakati, “Ngatidane musikana, tinzwe muromo wake.”
Shona 2009?
Ivo vakati, "Ngatidane musikana, tinzwe muromo wake."
Shona SUB 2002 Bible
Ivo vakati, “Ngatidane musikana, tinzwe muromo wake.”