Genesis 24:58 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaɗana Rebeka, ʋakati kwaari: Ucaenda nomurume uyu here — Akati: Ndicaenda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakadana Rabheka vakamubvunza vakati, “Uchaenda here nomurume uyu?” Iye akati, “Ndichaenda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakadaidza Ribheka vakati kwaari, “Unoda kuenda nomurume uyu here?” Iye akati, “Hongu ndinoda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakadana Rabheka, vakati kwaari, “Uchaenda nomurume uyu here?” Akati, “Ndichaenda.”
Shona 2009?
Vakadana Ra­bheka, vakati kwaari, "Uchaenda nomu­rume uyu here?" Akati, "Ndichaenda."
Shona SUB 2002 Bible
Vakadana Rabheka, vakati kwaari, “Uchaenda nomurume uyu here?” Akati, “Ndichaenda.”