Genesis 24:59 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ʋakatendera Rebeka, hanɀadzi yaʋo, nomureri wake, kuti ʋaende nomuranda waAbrahama, naʋanhu ʋake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakaendesa hanzvadzi yavo Rabheka, pamwe chete nomureri wake nomuranda waAbhurahama navanhu vake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakabvumidza Ribheka mwana wavo kuenda. Akaenda nomuranda wechikadzi nyakumurera. Vakaenda nomuranda waAbhurahamu pamwechete navanhu vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vakatendera Rabheka, hanzvadzi yavo, nomureri wake, kuti vaende nomuranda waAbhurahamu, navanhu vake.
Shona 2009?
Ipapo vakatendera Rabheka, hanzvadzi yavo, nomureri wake, kuti vaende nomu­randa waAbhurahamu, navanhu vake.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo vakatendera Rabheka, hanzvadzi yavo, nomureri wake, kuti vaende nomuranda waAbhurahamu, navanhu vake.