Genesis 24:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Abrahama akati kwaari: Cenjera kuti urege kudzosera mŋanakomana waŋgu ikoko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Abhurahama akati, “Chenjera kuti urege kudzokera nomwanakomana wangu ikoko.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Abhurahamu akati, “Kwete. Usambodzorera zvako mwana wangu ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Abhurahamu akati kwaari, “Chenjera kuti urege kudzosera mwanakomana wangu ikoko.
Shona 2009?
Abhurahamu akati kwaari, "Chenjera kuti urege kudzosera mwanakomana wangu ikoko.
Shona SUB 2002 Bible
Abhurahamu akati kwaari, “Chenjera kuti urege kudzosera mwanakomana wangu ikoko.