Genesis 24:60 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakaropafadza Rebeka, ʋakati kwaari: Iwe, hanɀadzi yeɗu, uʋe mai ʋeɀuru ɀamazana; ʋana ʋako ŋgaʋaʋe ʋaridzi ʋamasuʋo aʋaʋeŋgi ʋaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye vakaropafadza Rabheka vakati, “Iwe hanzvadzi yedu, uve mai wavazhinji vave zviuru nezviuru; vana vako ngavatore masuo avavengi vavo.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakakomborera Ribheka vachiti, “Dai iwe mwana wedu ukava amai vamazana akazanirana avanhu! Zvizvarwa zvako ngazvikurire maguta avavengi vazvo.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakaropafadza Rabheka, vakati kwaari, “Iwe, hanzvadzi yedu, uve mai vezviuru zvamazana; vana vako ngavave varidzi vamasuo avavengi vavo.”
Shona 2009?
Vakaropafadza Rabheka, vakati kwaari, "Iwe, hanzvadzi yedu, uve mai vezviuru zvamazana; vana vako ngavave varidzi vamasuo avavengi vavo."
Shona SUB 2002 Bible
Vakaropafadza Rabheka, vakati kwaari, “Iwe, hanzvadzi yedu, uve mai vezviuru zvamazana; vana vako ngavave varidzi vamasuwo avavengi vavo.”